Svetuka kuchirochemo

Kiikizu

Kubva Wikipedia

Kiikizu mutauro unowanikwa kuTanzania, uri pamupanda weChiBantu.

Mazwi Anotodza Shona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Ikizu inoti amabheere (milk) kureva mukaka. KuShona bere izamu.
  • Ikizu inoti amabhi (n. excrement, dung) kureva dhodhi kana ndove.
  • Ikizu inoti amadini (mineral) kureva muchegwa.
  • Ikizu inoti amanzi (water) kureva mvura.
  • Ikizu inoti amarwa (alcohol) kureva doro.
  • Ikizu inoti amate (saliva) kureva mate.
  • Ikizu inoti ambuka (cross over) kureva kuyambuka.
  • Ikizu inoti -angarira (1. alert 2. be concerned, 3. care about 4. care of; do something carefully) kureva kuita hanya.
  • Ikizu inoti kuanika (v. hang out to dry) kureva kuyanika.
  • Ikizu inoti bhaari (many people or animals). Bharu izita remhuri.
  • Ikizu inoti bhaaba umuuyi (father's younger brother) kureva babamudiki.
  • Ikizu inoti bhaaba umukuru (father's older brother) kureva babamukuru.
  • Ikizu inoti -bhereka (carry n the back) kureva kubereka kumusana.
  • Ikizu inoti -bhururuka (fly, ascend, jump) kureva kubhururuka.
  • Ikizu inoti -bhumba (create, form, mold) kureva kuumba.
  • Ikizu inoti -bhungana (accumulate) kureva kuungana.
  • Ikizu inoti chubwi (the sound of something falling in the water) kureva chubwi.
  • Ikizu inoti echaasi (n. cup) kureva kapu.
  • Ikizu inoti ekemera (malt) kureva chimera.
  • Ikizu inoti ekerengo kana endego (measurement) kureva chipimo.
  • Ikizu inoti embere (in front of) kureva kumberi.
  • Ikizu inoti emboreera (fertilizer, manure).
  • Ikizu inoti emeeza (table) kureva tafura.
  • Ikizu inoti endege (air plane) kureva ndege.
  • Ikizu inoti eng'ombe (cow) kureva mombe.
  • Ikizu inoti engokora (elbow) kureva gokora.
  • Ikizu inoti enyanza (ocean,lake) kureva nyanza.
  • Ikizu inoti -gamba (speak, talk, say) kureva kutaura.
  • Ikizu inoti -gambira (explain, speak to, tell on) kureva kutaurira.
  • Ikizu inoti -gorwa (repair, fix, manufacture, assemble, make, prepare).
  • Ikizu inoti -gwatany'a (1. combine, merge, connect, reunite, 2. coordinate, 3. put together, mix).
  • Ikizu inoti -gwatana (1. work together, cooperate; 2. stick together; 3. join together).
  • Ikizu inoti ichara (finger, toe) kureva chigunwe.
  • Ikizu inoti ichangarabhwe (fine gravel) kureva rukangarahwe.
  • Ikizu inoti a (icharu) kureva nation, country, area.
  • Ikizu inoti ichasi (1. cup made from wood; 2. special device to express milk) kureva kapu yemuti.
  • Ikizu inoti ichura (frog) kureva datya.
  • Ikizu inoti ikijiji (village) kureva musha.
  • Ikizu inoti ikirukwa (woven material) kureva chirukwa.
  • Ikizu inoti ikisiki (stump of a tree) kureva chigutsa.
  • Ikizu inoti imbura (rain) kureva mvura inonaya.
  • Ikizu inoti imbwa (dog) kureva imbwa.
  • Ikizu inoti ishenene (cricket) kureva gurwe.
  • Ikizu inoti isiku (day) kureva musi.
  • Ikizu inoti ibhafu (bathroom) kureva bhavha kana bhavhu.
  • Ikizu inoti ikanga (guinea fowl) kureva hanga.
  • Ikizu inoti ikipambahwe (butterfly) kureva shaveshave.
  • Ikizu inoti ikisaka (bush, thicket) kureva chitsaka.
  • Ikizu inoti imarimba (xylophone) kureva marimba.
  • Ikizu inoti imbiru kana zimbiru (beam, pole) kureva mbiru.
  • Ikizu inoti inyaanya (tomato) kureva domasi.
  • Ikizu inoti inyangara (lizard) kureva dzvinyu.
  • Ikizu inoti inyariri (be yellow). Nyariri izita remhuri.
  • Ikizu inoti inyungu (1. clay cooking pot, 2. jar, pitcher) kureva hari kana chirongo.
  • Ikizu inoti irangi (colour) kureva muvara.
  • Ikizu inoti isakwa kana zisakwa (1. natural leather bag for storing food for the traditional elders; 2. carrying box man).
  • Ikizu inoti magambana (debate) kureva gakava.
  • Ikizu inoti -menya (live) kureva m.
  • Ikizu inoti muhuto (erasure, abolition) kureva kudzimakana kurambidza. Ko zita rinonzi Mahuto?
  • Ikizu inoti mutangi (firstborn) kureva dangwe.
  • Ikizu inoti mwirungu (bottom, below, underneath) kureva kutsi.
  • Ikizu inoti ng'wani (coast) kureva gombe.
  • Ikizu inoti nyaaraza (natural salt) kureva munyu.
  • Ikizu inoti nyakaseero (seventh child to be born) kureva mwana wechisere.
  • Ikizu inoti nyakenda (nineth child to be born) kureva mwana wechipfumbamwe.
  • Ikizu inoti nyambaaribhiri (two sides) kureva nyambiri.
  • Ikizu inoti okʉkonza (hospitality, generosity). Ko izwi rokuti Makonzwa?
  • Ikizu inoti omokowa (region) kureva dunhu.
  • Ikizu inoti omonene (fat person) kureva munhu mukobvu.
  • Ikizu inoti omorembe (peace) kureva rugare.
  • Ikizu inoti orote (slime, phelgm) kureva chikararwa kana gararwa. Ko kuti rute?
  • Ikizu inoti -pona (thrive, prosper) kureva kupunduka.
  • Ikizu inoti -pundurira (accomplish one's goal) kureva kuwana bundutso pazvinangwa.

[1]

  1. https://ikizu.webonary.org/browse/browse-vernacular/?letter=p&key=ikz